Johani 13:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino, nokuti akaziva mutambo wepaseka usati waitika kuti awa yake yakanga yasvika+ yokuti abve munyika ino aende kuna Baba,+ Jesu, zvaakanga ada vake vakanga vari munyika,+ akavada kusvikira kumugumo. Johani Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 13:1 Zuva Rokuyeuka w92 3/1 p. 17 ndim. 3-4
13 Zvino, nokuti akaziva mutambo wepaseka usati waitika kuti awa yake yakanga yasvika+ yokuti abve munyika ino aende kuna Baba,+ Jesu, zvaakanga ada vake vakanga vari munyika,+ akavada kusvikira kumugumo.