Johani 13:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jesu akati kwaari: “Uyo ashamba muviri+ anofanira kugezwa tsoka dzake chete, nokuti akachena muviri wose. Imi makachena, asi kwete mose.”
10 Jesu akati kwaari: “Uyo ashamba muviri+ anofanira kugezwa tsoka dzake chete, nokuti akachena muviri wose. Imi makachena, asi kwete mose.”