Johani 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Jesu akataura zvinhu izvi, uye, achitarira kudenga,+ akati: “Baba, awa yasvika; kudzai mwanakomana wenyu, kuti mwanakomana wenyu akukudzei,+ Johani Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 17:1 Munyengetero waJesu Wekupedzisira Ari Muimba Yepamusoro jy chits. 122 Ita Zvinoenderana Nemunyengetero waJesu w13 10/15 p. 27
17 Jesu akataura zvinhu izvi, uye, achitarira kudenga,+ akati: “Baba, awa yasvika; kudzai mwanakomana wenyu, kuti mwanakomana wenyu akukudzei,+
17:1 Munyengetero waJesu Wekupedzisira Ari Muimba Yepamusoro jy chits. 122 Ita Zvinoenderana Nemunyengetero waJesu w13 10/15 p. 27