Mabasa 5:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kunyange kudai waramba uinawo, waisazongoramba uri wako here, uye watengeswa, mari yacho haina kuramba iri mumaoko ako here? Nei wafunga kuita chinhu chakadai seichi mumwoyo mako? Hauna kuedza kunyengera+ vanhu, asi Mwari.”+
4 Kunyange kudai waramba uinawo, waisazongoramba uri wako here, uye watengeswa, mari yacho haina kuramba iri mumaoko ako here? Nei wafunga kuita chinhu chakadai seichi mumwoyo mako? Hauna kuedza kunyengera+ vanhu, asi Mwari.”+