Mabasa 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Paakanzwa mashoko aya Ananiyasi akawira pasi, akafa.+ Kutya kukuru+ kwakabata vose vakazvinzwa.