Mabasa 5:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 zvokuti vakatobudisa vairwara kunze mumigwagwa yakafara, vakavaradzika imomo patumibhedha nemaponde, kuti Petro zvaaizopfuura, zvimwe mumvuri wake chete waizowira pane mumwe wavo.+
15 zvokuti vakatobudisa vairwara kunze mumigwagwa yakafara, vakavaradzika imomo patumibhedha nemaponde, kuti Petro zvaaizopfuura, zvimwe mumvuri wake chete waizowira pane mumwe wavo.+