Mabasa 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvaakaona kuti zvakanga zvichifadza vaJudha,+ akabva asungawo Petro. (Sezvineiwo, iwayo akanga ari mazuva emakeke asina kuviriswa.)+
3 Zvaakaona kuti zvakanga zvichifadza vaJudha,+ akabva asungawo Petro. (Sezvineiwo, iwayo akanga ari mazuva emakeke asina kuviriswa.)+