1 VaKorinde 1:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti vaJudha vanokumbira zviratidzo+ uye vaGiriki vanotsvaka uchenjeri;+ VaKorose 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Chenjerai: zvichida pangava nomumwe munhu angaenda+ nemi semhuka yake yaabata nouzivi+ uye nounyengeri husina zvahunobatsira+ maererano netsika yevanhu, maererano nezvinhu zvokutanga+ zvenyika, kwete maererano naKristu;
8 Chenjerai: zvichida pangava nomumwe munhu angaenda+ nemi semhuka yake yaabata nouzivi+ uye nounyengeri husina zvahunobatsira+ maererano netsika yevanhu, maererano nezvinhu zvokutanga+ zvenyika, kwete maererano naKristu;