VaRoma 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 ndichikumbira kuti kana zvichibvira zvino pakupedzisira ndiitwe kuti ndibudirire pane zvinodiwa+ naMwari kuti ndiuye kwamuri.
10 ndichikumbira kuti kana zvichibvira zvino pakupedzisira ndiitwe kuti ndibudirire pane zvinodiwa+ naMwari kuti ndiuye kwamuri.