VaRoma 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi handidi kuti murege kuziva, hama,+ kuti kazhinji ndaida kuuya kwamuri,+ asi ndakadziviswa kusvikira zvino, kuti ndiwanewo zvibereko+ pakati penyu kunyange sezvazvakaita pakati pemamwe marudzi ose.
13 Asi handidi kuti murege kuziva, hama,+ kuti kazhinji ndaida kuuya kwamuri,+ asi ndakadziviswa kusvikira zvino, kuti ndiwanewo zvibereko+ pakati penyu kunyange sezvazvakaita pakati pemamwe marudzi ose.