VaRoma 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti kururama kwaMwari+ kuri kuratidzwa maari nokuda kwokutenda+ uye zvichiwedzerazve kutenda, sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama—achararama nokutenda.”+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:17 Zuva raJehovha, pp. 188-189
17 nokuti kururama kwaMwari+ kuri kuratidzwa maari nokuda kwokutenda+ uye zvichiwedzerazve kutenda, sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama—achararama nokutenda.”+