VaRoma 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 vakachinja kubwinya+ kwaMwari asingaori kuti kuve chimwe chinhu chakafanana nomufananidzo+ womunhu anoora noweshiri nezvisikwa zvine makumbo mana nezvinhu zvinokambaira.+
23 vakachinja kubwinya+ kwaMwari asingaori kuti kuve chimwe chinhu chakafanana nomufananidzo+ womunhu anoora noweshiri nezvisikwa zvine makumbo mana nezvinhu zvinokambaira.+