VaRoma 1:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 zvavakanga vakazara nezvinhu zvose zvinoti, kusarurama kwose,+ uipi,+ kuchochora,+ ushati,+ vakazara neshanje,+ umhondi,+ kukakavadzana,+ unyengeri,+ pfini,+ vari vanhu vanoita makuhwa,+
29 zvavakanga vakazara nezvinhu zvose zvinoti, kusarurama kwose,+ uipi,+ kuchochora,+ ushati,+ vakazara neshanje,+ umhondi,+ kukakavadzana,+ unyengeri,+ pfini,+ vari vanhu vanoita makuhwa,+