VaRoma 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti nguva yose vanhu vemamwe marudzi+ vasina mutemo+ pavanoita zvinhu zvomutemo+ maererano nemasikirwo avakaitwa, vanhu ava, kunyange vasina mutemo, ivo mutemo pachavo. VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:14 Nharireyomurindi,10/15/2007, pp. 20-2110/1/2005, p. 125/1/2000, p. 165/1/1996, pp. 15-16
14 Nokuti nguva yose vanhu vemamwe marudzi+ vasina mutemo+ pavanoita zvinhu zvomutemo+ maererano nemasikirwo avakaitwa, vanhu ava, kunyange vasina mutemo, ivo mutemo pachavo.