VaRoma 2:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Nokuchengeta Mutemo, munhu akagara asina kudzingiswa kubvira pakuzvarwa achatonga iwe+ mudariki womutemo akadzingiswa uye ane bumbiro rawo rakanyorwa.
27 Nokuchengeta Mutemo, munhu akagara asina kudzingiswa kubvira pakuzvarwa achatonga iwe+ mudariki womutemo akadzingiswa uye ane bumbiro rawo rakanyorwa.