VaRoma 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kana, somuenzaniso, Abrahamu akanzi akarurama nokuda kwemabasa,+ aizova nechikonzero chokuzvirumbidza; asi kwete pamberi paMwari.
2 Kana, somuenzaniso, Abrahamu akanzi akarurama nokuda kwemabasa,+ aizova nechikonzero chokuzvirumbidza; asi kwete pamberi paMwari.