VaRoma 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti kana vaya vanoomerera kumutemo vari vagari venhaka, kutenda kwaitwa kuti kuve kusina zvakunobatsira uye chipikirwa chabviswa.+
14 Nokuti kana vaya vanoomerera kumutemo vari vagari venhaka, kutenda kwaitwa kuti kuve kusina zvakunobatsira uye chipikirwa chabviswa.+