16 Nokuda kwaizvozvi chipikirwa chacho chakavapo nokuda kwokutenda, kuti chive maererano nomutsa usina kukodzera kuwanwa,+ kuti chipikirwa+ chive chechokwadi kuvana+ vake vose, kwete chete kune vanoomerera paMutemo, asiwo kune vanoomerera pakutenda kwaAbrahamu. (Iye ndiye baba+ vedu tose,