VaRoma 4:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Uye, kunyange zvazvo asina kupera simba pakutenda, akafunga nezvomuviri wake, zvino wakanga watofa,+ zvaakanga ava nemakore anenge zana,+ uyewo kufa kwechibereko chaSara.+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:19 Nharireyomurindi,7/1/2001, p. 21
19 Uye, kunyange zvazvo asina kupera simba pakutenda, akafunga nezvomuviri wake, zvino wakanga watofa,+ zvaakanga ava nemakore anenge zana,+ uyewo kufa kwechibereko chaSara.+