VaRoma 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 uye achiva nechokwadi kwazvo kuti zvaakanga apikira aikwanisawo kuzviita.+