VaRoma 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti Kristu ndiye mugumo woMutemo,+ kuti munhu wose anotenda ave nokururama.+