VaRoma 10:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti hapana musiyano pakati pomuJudha nomuGiriki,+ nokuti kuna Ishe mumwe chete wevanhu vose, anopfumisa+ vose vanodana paari. VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:12 Nharireyomurindi,12/15/1997, p. 19 “Rugwaro Rwose,” p. 209
12 Nokuti hapana musiyano pakati pomuJudha nomuGiriki,+ nokuti kuna Ishe mumwe chete wevanhu vose, anopfumisa+ vose vanodana paari.