VaRoma 15:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 uye kuti mamwe marudzi+ akudze Mwari nokuda kwengoni dzake.+ Sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Ndokusaka ndichakubvumai pachena ndiri pakati pemamwe marudzi uye ndichaimbira zita renyu.”+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 15:9 Nharireyomurindi,7/1/1997, pp. 18-19
9 uye kuti mamwe marudzi+ akudze Mwari nokuda kwengoni dzake.+ Sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Ndokusaka ndichakubvumai pachena ndiri pakati pemamwe marudzi uye ndichaimbira zita renyu.”+