VaRoma 15:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvisinei, ndiri kukunyorerai ndisingambovanzi pane zvimwe zvinhu, sokunge kuti ndiri kukuyeuchidzai+ zvakare, nokuda kwomutsa usina kukodzera kuwanwa wandakaitirwa naMwari+
15 Zvisinei, ndiri kukunyorerai ndisingambovanzi pane zvimwe zvinhu, sokunge kuti ndiri kukuyeuchidzai+ zvakare, nokuda kwomutsa usina kukodzera kuwanwa wandakaitirwa naMwari+