1 VaKorinde 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti zvakanyorwa kuti: “Ndichaita kuti uchenjeri hwevanhu vakachenjera huparare,+ uye ndichasundira parutivi+ ungwaru hwevanhu vakangwara.”+ 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:19 Nharireyomurindi,9/15/1992, pp. 21-24
19 Nokuti zvakanyorwa kuti: “Ndichaita kuti uchenjeri hwevanhu vakachenjera huparare,+ uye ndichasundira parutivi+ ungwaru hwevanhu vakangwara.”+