1 VaKorinde 1:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti chinhu chaMwari chinonzi ndechoupenzi chakachenjera kupfuura vanhu, uye chinhu chaMwari chinonzi hachina simba chakasimba kupfuura vanhu.+ 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:25 Kukurukurirana, p. 390
25 Nokuti chinhu chaMwari chinonzi ndechoupenzi chakachenjera kupfuura vanhu, uye chinhu chaMwari chinonzi hachina simba chakasimba kupfuura vanhu.+