1 VaKorinde 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 ndisingarevi kuti murege zvachose kufambidzana nezvifeve+ zvenyika+ ino kana vanhu vanokara nemakororo kana vanonamata zvidhori. Dai zvakadaro, chokwadi maizofanira kubva panyika.+
10 ndisingarevi kuti murege zvachose kufambidzana nezvifeve+ zvenyika+ ino kana vanhu vanokara nemakororo kana vanonamata zvidhori. Dai zvakadaro, chokwadi maizofanira kubva panyika.+