1 VaKorinde 6:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndiri kuzvitaurira kuti munyare.+ Ichokwadi here kuti hapana kana munhu mumwe chete akachenjera+ pakati penyu achakwanisa kutonga achienzanisa hama dzake,
5 Ndiri kuzvitaurira kuti munyare.+ Ichokwadi here kuti hapana kana munhu mumwe chete akachenjera+ pakati penyu achakwanisa kutonga achienzanisa hama dzake,