2 VaKorinde 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti chinhu chatinozvirumbidza nacho ndeichi, chinopupurirwa nehana yedu,+ kuti takazvibata munyika, asi kunyanya kwamuri, noutsvene nomwoyo wose kuna Mwari, kwete nouchenjeri hwenyama,+ asi nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari.
12 Nokuti chinhu chatinozvirumbidza nacho ndeichi, chinopupurirwa nehana yedu,+ kuti takazvibata munyika, asi kunyanya kwamuri, noutsvene nomwoyo wose kuna Mwari, kwete nouchenjeri hwenyama,+ asi nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari.