2 VaKorinde 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 zvokuti iye zvino imi munofanira kumukanganwira nomutsa+ uye kumunyaradza, kuti zvimwe munhu akadaro arege kukurirwa nokunyanyosuruvara kwake.+ 2 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:7 Nharireyomurindi,6/15/2010, p. 1310/1/1998, pp. 17-18
7 zvokuti iye zvino imi munofanira kumukanganwira nomutsa+ uye kumunyaradza, kuti zvimwe munhu akadaro arege kukurirwa nokunyanyosuruvara kwake.+