2 VaKorinde 11:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ndinotaura izvi kuti tinyare, sokunge kuti chinzvimbo chedu chakanga chisina simba. Asi kana munhu akaita chimwe chinhu noushingi—ini ndiri kutaura nenzira youpenzi+—neniwo ndinochiita noushingi.
21 Ndinotaura izvi kuti tinyare, sokunge kuti chinzvimbo chedu chakanga chisina simba. Asi kana munhu akaita chimwe chinhu noushingi—ini ndiri kutaura nenzira youpenzi+—neniwo ndinochiita noushingi.