2 VaKorinde 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti kana taiva mapenzi,+ zvainge zvakadaro nokuda kwaMwari; kana tiine pfungwa dzakanaka,+ zvakadaro nokuda kwenyu. 2 VaKorinde 12:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ndava benzi. Makandigombedzera+ kuti ndive akadaro, nokuti ndaifanira kunge ndakarumbidzwa nemi. Nokuti handina kuva munhu akaderera kuvaapostora venyu vakanaka kwazvo+ kana pachinhu chimwe chete, kunyange zvazvo ndingasava chinhu.+
13 Nokuti kana taiva mapenzi,+ zvainge zvakadaro nokuda kwaMwari; kana tiine pfungwa dzakanaka,+ zvakadaro nokuda kwenyu.
11 Ndava benzi. Makandigombedzera+ kuti ndive akadaro, nokuti ndaifanira kunge ndakarumbidzwa nemi. Nokuti handina kuva munhu akaderera kuvaapostora venyu vakanaka kwazvo+ kana pachinhu chimwe chete, kunyange zvazvo ndingasava chinhu.+