VaGaratiya 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Hama, ndinotaura ndichishandisa mufananidzo une chokuita nevanhu: Sungano yakasimbiswa, kunyange zvazvo iri yevanhu, hapana anoitadzisa kushanda kana kuwedzera zvimwe pairi.+
15 Hama, ndinotaura ndichishandisa mufananidzo une chokuita nevanhu: Sungano yakasimbiswa, kunyange zvazvo iri yevanhu, hapana anoitadzisa kushanda kana kuwedzera zvimwe pairi.+