VaGaratiya 3:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Naizvozvo, Mutemo unopesana nezvipikirwa zvaMwari here?+ Izvozvo ngazvirege kumboitika! Nokuti kudai kwakanga kwapiwa mutemo waikwanisa kupa upenyu,+ chokwadi kururama kungadai kwakavapo pachishandiswa mutemo.+
21 Naizvozvo, Mutemo unopesana nezvipikirwa zvaMwari here?+ Izvozvo ngazvirege kumboitika! Nokuti kudai kwakanga kwapiwa mutemo waikwanisa kupa upenyu,+ chokwadi kururama kungadai kwakavapo pachishandiswa mutemo.+