VaEfeso 3:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 uye ndinofanira kuita kuti vanhu vaone kuti chakavanzika chitsvene+ chinotarisirwa+ sei, chiya chave chakavanzwa muna Mwari akasika zvinhu zvose,+ kubvira kunguva yakapfuura isingagumi.
9 uye ndinofanira kuita kuti vanhu vaone kuti chakavanzika chitsvene+ chinotarisirwa+ sei, chiya chave chakavanzwa muna Mwari akasika zvinhu zvose,+ kubvira kunguva yakapfuura isingagumi.