VaFiripi 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 musingambotyiswi nevanopikisana nemi.+ Chinhu ichochi uchapupu hwokuparadzwa kwavari, asi hwokuponeswa kwamuri;+ uye chiratidzo ichi chinobva kuna Mwari,
28 musingambotyiswi nevanopikisana nemi.+ Chinhu ichochi uchapupu hwokuparadzwa kwavari, asi hwokuponeswa kwamuri;+ uye chiratidzo ichi chinobva kuna Mwari,