12 Chokwadi ndinoziva zvazvinoreva kuva nezvinhu zvishoma,+ chokwadi ndinoziva zvazvinoreva kuva nezvizhinji. Muzvinhu zvose uye mumamiriro ose ezvinhu ndakadzidza zvazvinoreva kuva akaguta nokuva ane nzara, zvose zviri zviviri kuva nezvizhinji uye kushayiwa.+