-
VaKorose 1:16Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
16 nokuti pachishandiswa iye+ zvimwe zvinhu zvose zvakasikwa zviri kumatenga nezviri panyika, zvinhu zvinooneka nezvinhu zvisingaoneki, pasinei nokuti zvingava zviri zvigaro zvoumambo here kana ushe kana hurumende kana vanhu vane masimba.+ Zvimwe zvinhu zvose zvakasikwa pachishandiswa iye+ uye nokuda kwake.
-