VaKorose 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uyezve, kunyange zvazvo makanga makafa pakudarika kwenyu uye pakusadzingiswa kwenyama yenyu, Mwari akaita kuti muve vapenyu pamwe chete naye.+ Iye akatikanganwira nomutsa kudarika kwedu kwose,+
13 Uyezve, kunyange zvazvo makanga makafa pakudarika kwenyu uye pakusadzingiswa kwenyama yenyu, Mwari akaita kuti muve vapenyu pamwe chete naye.+ Iye akatikanganwira nomutsa kudarika kwedu kwose,+