1 VaTesaronika 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chokwadi, pataivawo nemi, taiwanzokuudzai zvisati zvaitika+ kuti taifanira kutambudzika,+ sokuitikawo kwazvakaita uye sokuziva kwamunoita.+
4 Chokwadi, pataivawo nemi, taiwanzokuudzai zvisati zvaitika+ kuti taifanira kutambudzika,+ sokuitikawo kwazvakaita uye sokuziva kwamunoita.+