1 Timoti 5:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvivi zvevamwe vanhu zvinobuda pachena,+ zvichibva zvaita kuti vakurumidze kutongwa, asi vamwe vanhu zvivi zvavo zvinobuda pachena pava paya.+
24 Zvivi zvevamwe vanhu zvinobuda pachena,+ zvichibva zvaita kuti vakurumidze kutongwa, asi vamwe vanhu zvivi zvavo zvinobuda pachena pava paya.+