Tito 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 uchitirayiridza kuti tirambe zvinhu zvinopesana nezvinodiwa naMwari+ nokuchiva kwenyika+ uye kuti tirarame nepfungwa dzakanaka nokururama nokuzvipira kuna Mwari+ pakati pemamiriro ezvinhu epanguva ino,+
12 uchitirayiridza kuti tirambe zvinhu zvinopesana nezvinodiwa naMwari+ nokuchiva kwenyika+ uye kuti tirarame nepfungwa dzakanaka nokururama nokuzvipira kuna Mwari+ pakati pemamiriro ezvinhu epanguva ino,+