VaHebheru 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 pazvinenge zvichinzi: “Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+ musaomesa mwoyo yenyu sepanguva yamakakonzera kutsamwa kwazvo.”+
15 pazvinenge zvichinzi: “Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+ musaomesa mwoyo yenyu sepanguva yamakakonzera kutsamwa kwazvo.”+