VaHebheru 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokutenda Abrahamu, paakaedzwa,+ akaita sokunge akanga atobayira Isaka, uye munhu akanga agamuchira zvipikirwa nomufaro akaedza kupa mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ VaHebheru Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 11:17 “Ndinoziva Kuti Achamuka” w17.12 p. 6 ndim. 14 Tinofanira Kuvimba naJehovha w98 8/15 pp. 11-12
17 Nokutenda Abrahamu, paakaedzwa,+ akaita sokunge akanga atobayira Isaka, uye munhu akanga agamuchira zvipikirwa nomufaro akaedza kupa mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+