VaHebheru 11:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokutenda Mosesi akavanzwa kwemwedzi mitatu nevabereki vake pashure pokunge aberekwa,+ nokuti vakaona kuti mwana wacho muduku akanga akanaka+ uye havana kutya murayiro+ wamambo. VaHebheru Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:23 Nharireyomurindi,5/1/1997, pp. 30-31
23 Nokutenda Mosesi akavanzwa kwemwedzi mitatu nevabereki vake pashure pokunge aberekwa,+ nokuti vakaona kuti mwana wacho muduku akanga akanaka+ uye havana kutya murayiro+ wamambo.