Jakobho 2:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kunyange zvakadaro, mumwe munhu angati: “Iwe une kutenda, ini ndine mabasa. Ndiratidze kutenda kwako kusina mabasa, ini ndichakuratidza kutenda kwangu nemabasa angu.”+ Jakobho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:18 Nharireyomurindi,11/15/1997, p. 15
18 Kunyange zvakadaro, mumwe munhu angati: “Iwe une kutenda, ini ndine mabasa. Ndiratidze kutenda kwako kusina mabasa, ini ndichakuratidza kutenda kwangu nemabasa angu.”+