2 Petro 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Asi vanhu ava, semhuka dzisingafungi dzakangoberekerwa kubatwa uye kuparadzwa, vachaparadzirwa zvinhu zvavasingazivi uye zvavanoshora,+ pavanenge vachiita zvinhu zvinoita kuti vaparadzwe,
12 Asi vanhu ava, semhuka dzisingafungi dzakangoberekerwa kubatwa uye kuparadzwa, vachaparadzirwa zvinhu zvavasingazivi uye zvavanoshora,+ pavanenge vachiita zvinhu zvinoita kuti vaparadzwe,