Mapisarema
Rwiyo Rwekukwidza.
Vakaita seGomo reZiyoni, risingagoni kuzununguswa
Asi rinogara nekusingaperi.+
2 Sekupoteredzwa kwakaitwa Jerusarema nemakomo,+
Jehovha anopoteredzawo vanhu vake+
Kubva zvino zvichienda mberi uye nekusingaperi.
3 Tsvimbo yeumambo yezvakaipa haizorambi iri munyika yakagoverwa vakarurama,+
Kuti vakarurama varege kutsauka votanga kuita zvakaipa.+
5 Kana vari vaya vanotsaukira kunzira dzavo dzisina kururama,
Jehovha achavabvisa pamwe chete nevanoita zvakaipa.+
Israeri ngaave nerugare.