1 Madzimambo 8:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Panguva iyoyo Soromoni akati: “Jehovha akati aizogara murima guru.+ 13 Ndabudirira kukuvakirai imba yakakwirira, nzvimbo isingachinji yekuti mugare nekusingaperi.”+ Pisarema 48:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+ Pisarema 132:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti Jehovha akasarudza Ziyoni;+Akarida kuti ariite nzvimbo yake yekugara achiti:+ 14 “Iyi ndiyo nzvimbo yangu yekuzororera nekusingaperi;Ndichagara pano,+ nekuti ndizvo zvandinoda.
12 Panguva iyoyo Soromoni akati: “Jehovha akati aizogara murima guru.+ 13 Ndabudirira kukuvakirai imba yakakwirira, nzvimbo isingachinji yekuti mugare nekusingaperi.”+
2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+
13 Nekuti Jehovha akasarudza Ziyoni;+Akarida kuti ariite nzvimbo yake yekugara achiti:+ 14 “Iyi ndiyo nzvimbo yangu yekuzororera nekusingaperi;Ndichagara pano,+ nekuti ndizvo zvandinoda.