RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Aya Mazuva Okupedzisira!
    Zivo Inotungamirira Kuupenyu Husingaperi
    • 2 Rangarira, somuenzaniso, mhinduro iyo Jesu akapa kumibvunzo yakamutswa navadzidzi vake. Mazuva matatu Jesu asati afa, vakamubvunza, kuti: “Chii chichava chiratidzo chokuvapo kwenyu nechemhedziso yetsika yezvinhu?”a (Mateo 24:3, NW) Mumhinduro, Jesu akataura nezvezviitiko chaizvo zvenyika namamiriro ezvinhu zvaizoratidza zvakajeka kuti tsika ino isina umwari yakanga yapinda mumazuva ayo okupedzisira.

  • Aya Mazuva Okupedzisira!
    Zivo Inotungamirira Kuupenyu Husingaperi
    • a Mamwe maBhaibheri anoshandisa shoko rokuti “nyika” panzvimbo pe“tsika yezvinhu.” Expository Dictionary of New Testament Words yaW. E. Vine inotaura kuti shoko rechiGiriki rokuti ai·onʹ “rinoreva nhambo yourefu husingazivikanwi, kana kuti nguva inorangarirwa maererano nechinoitika munhambo.” Greek and English Lexicon to the New Testament yaParkhurst (peji 17) inobatanidza kutaura kwokuti “tsika ino yezvinhu” mukukurukura kushandiswa kwaai·oʹnes (zvakawanda) pana VaHebheru 1:2. Naizvozvo kushandura kwokuti “tsika yezvinhu” kunotsinhirana norugwaro rwapakuvamba rwechiGiriki.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe